Makadii ko mukuru sorry kuku netsai vo nenhau ๐๐ฟ
Joshua 6v1to3
11to14
Why mwari akaita izvi uye zvaidudzira chii, zvakare isu nhasi zvino ti dzidzisa chii
____________________________
Makadii ko hama vadiwa munashe nhau yedu iri pana Joshua 6v1to 3 , 11to14 and 15,16
Yandabvunza vokuti tinodzidza chii isu vatendi va nhasi
Ini apa ndiri ku ngoisa vo maonero vo angu so kuti tinyatso nzvisisa Tino tanga nhau iyi Pana mabasa 1v9to11 ,
Why ndatangira ipapa
Joshua 5v10
Apa vanodya pasika pashure mana yobva yapera
Joshua 6v1to3 yoti iyo fambayi mutenderere kamwe chete kwe mazuva 6
Vatenderera kamwe pa zuva roga roga zvichi dudzira kuti kana hwamanda yarira vatendeuke ASI Havana kusvika ne zuva rechinomwe,
After 6days dzapera
Zuva rechi 7 hapasisina chance , Saka vanhu vejeriko Havana kuda kutendeuka pa 6 day s kusvika va parara , Saka newevo hama yangu makore awaka piwa iwawa I 6days,Musi we chi 7 I zuva rashe hauzo tendeuki naro hwamanda yorira zvoku pedzisira
Pa jeriko yakarira 7 time s jeriko ika parara izvozvi ndozvatino dzidziswa ne nhau iyi aya ndiwo maonero angu vo aya koiww unoonavo seyi
Hwamanda ino ridzwa pano paridzwa shoko pogapoga I hwamanda iyoyo hama yangu tendeuka hwamanda yechi 7 isati yarira,
Upenyu bwe munhu it's divided na 6 then 7th kufa kwako ndatenda hangu