[11/18, 12:40โ€ฏPM] obertvutete27: Makadii ko mukuru sorry kuku netsai vo nenhau ๐Ÿ‘‡๐Ÿฟ
[11/18, 12:40โ€ฏPM] obertvutete27: Joshua 6v1to3
[11/18, 12:40โ€ฏPM] obertvutete27: 11to14
[11/18, 12:40โ€ฏPM] obertvutete27: 15,16
[11/18, 12:40โ€ฏPM] obertvutete27: Why mwari akaita izvi uye zvaidudzira chii, zvakare isu nhasi zvino ti dzidzisa chii
[11/18, 3:35โ€ฏPM] obertvutete27: ____________________________
Makadii ko hama vadiwa munashe nhau yedu iri pana Joshua 6v1to 3 , 11to14 and 15,16
Yandabvunza vokuti tinodzidza chii isu vatendi va nhasi
[11/18, 3:40โ€ฏPM] obertvutete27: Ini apa ndiri ku ngoisa vo maonero vo angu so kuti tinyatso nzvisisa Tino tanga nhau iyi Pana mabasa 1v9to11 ,
Why ndatangira ipapa
[11/18, 3:57โ€ฏPM] obertvutete27: Joshua 5v10
Apa vanodya pasika pashure mana yobva yapera
โ›ช Bethesda Apostolic Church